Akapukuta Chitunha chaasina ukama nacho .Ndiri we Home Based Care .Dare raChief Mutasa

Published 2024-07-08

All Comments (21)
  • @Karanganda
    Vabva vari kuFacebook tinokugamuchirai torai pekugara ndinofara chaizvo mukasvika muchiti Sofa Rese kuti Dheshe!!!!!!!!
  • Thumbs up kuna mabharani nemupurisa wamambo. The two men take their jobs seriously. Mabharani vanonyora chero kupopota kwamambo.
  • @ruramaichemere
    Mambo apa vavhiringidza vanhu ava.. Mubvunzo ungori pachena kuti aipukuta chitunha sani
  • @fadzaidickson58
    Ko mambo being blind does not mean other senses are not functional.the other senses are on high alert.ndakunyarirai chief.this behaviour was uncalled for
  • Chief vanogona dzeminda dzimwe nyaya dzese I find him overpowering and intimidating
  • Huroyi hwemukadzi wekupukuta mufi uyo hwavhiringidza vamhangari zvese namambo kkkkkk
  • Gore rese vakanyarara, haa kungotsvaga mutauro pasina, I think she had good intentions ini. Zvakawoma
  • Mai avo vaipukuta munhu asiri hama yavo pakai zvine chirevo pane zvavaitovhara kuzodzorera jira kuva ridzi vaitovadzingira mhepo yemufi kuti agonetsa kuhama dzake asanetse ivo
  • @user-kp9fl2ur7f
    Mukacherechedza mukadzi uyo anenge ari padare apa muzukuru wamambo akanga ambori acting headwoman kuNyatsanza uko wakangwara mai iwawo wanoita zvesezvese
  • Well handled Mambo Mutasa. How can they be concerned about kuripwa kwavo without checking why exactly it was done. Ko kana hama yavo iri busy kuruka madhoiri mumba maMai iyo 🤷🏾‍♀️
  • Asi vakafirwa avo vabvunzwa kuti pane zvamave kusangana nazvo here zvichibva kumufi achiratidza nezve kupukutwa kwakaita hapana apindura kureva kuti hapana hushereketwa hwakaitwaka
  • @pardonmahowa131
    Mambo I respect your intelligence but many times you're intimidating people votadza kunyatsotaura nyaya yavo
  • @rvchirau6551
    Mambo nyaya dzinehuroy munokurirwa nadzo dzoda headman Chigodora havana favour pamuroyi, varoyi vanokushandisrai mugara n'anga
  • @BenardMagutsa
    Mabharani ne mupurisa ndikavhura company ndiri kuvada vanoziva basa ravoo big up ❤❤❤
  • @rhodhachiumburu
    Mai vakapukuta ava kaa vakauya kudare vakabata mushonga wekutsipika mambo
  • Mambo why are you not listening and why are you defending the accused before you even cross examine. Nxaaa nhasi Mutasa watadza