Mambo Mutasa ndi Baba vevanhu Chokwadi
21,996
Published 2024-07-25
All Comments (21)
-
Makorokoto Changamire James Ndorikanda Mutasa for being elected into the Senate of Chiefs. Long live Shumba!
-
Thank you Mambo Mutasa nekuvaonesa vashashungudze ma Fide yet ndiye ane nhamo dzese idzi.May you live long Shumba
-
Mambo Mutasa i salute you, dai zvainzi zvinoita maingabva matonga nekwedu kuBocha Marange , hakuna mambo kana chironzo hapana chake chanoziva chete ndechekuripisa munhu mombe 3 zvakaoma zvirikwedu😢
-
My Chief and brother! I salute you mutongi Gava maenzanise. Gentleman and scholar, wise and honourable. Gentle and very powerful❤
-
Makorokoto Shumba for the election to Senate.Long live wise King from the East.May you continue to scale greater heights.
-
Ndarwadziwa amai vachitaura zvakaoma hazvo veduwe kuudzwa kuti uri muroyi nevamwe vatorwa sewe mumusha mawakarorwa zvakaoma
-
Aiwa gogo vanogona chingezi tinoisa maoko👊. Mambo potai muchipawo gurukota renyu iro mukana wekutaura nekuti aneshungu chaizvo
-
Mambo Mutasa our father you are a star we are proud of you.
-
Zvinorwadza kani ,kwa chitembwe kwakafa Wifred classmate yangu ,akafa achiri mwana mudiki weduweeee ngadziririsai chapedza mhuri azvisi normal 3 vanhu kuzvisunga ,weduweee ndarwadziva .Givy akazvisunga futi here ndirikutozvinzwa nhasi yoweeeeee.Mai fide shame kuonda kudaro kushungurudzika nenyaya idzi shame Mwari vakuchengetei murandakadzi rambai makamira nevana wenyu.
-
So nice job changamire wedu ❤
-
I love you Shumba. Makatikoshera. Weldon and keep it up🎉🎉🎉🎉🎉🎉 congratulations on being elected. You deserve it 1 million percent. Your wisdom super superceeds every expertitions. Vakudzwe mhondoro dzekwamutasa. 🎉🎉🎉❤❤❤
-
Mambo wevanhu akatumwa kuyananisa uye kutonga nyaya zviri pachena and havamhanyire mari dze vanhu zvandinomboona kune mamwe madzimambo
-
Kutoshungurudzawo gogo avo veduwe ummmm zvakaoma
-
I have lived in rural areas (Midlands) - we never had cases of spiritual drama as we see in Manicaland. I salendi
-
Chief Mutasa mugona kutonga. Misha yese ndizvozvairi ichingo hwanda, fumurai dunhu rinake
-
But gogo ava vacharipwa zvavo nyaya yekupumwa huroyi yakangooma ungapumhiwe huroyi pavanhu varikuzvisungirira nekubudirwa iwe urimuroorwa mumusha ndozvakaipa kuita shirikadzi unoitwa bin remarara ese,mumusha umu mune ngozi but vanonzi vanababa vacho zvidzetse nekuti hazvisati zvavasvikira mudzimba dzavo or ndidzo mhondi dzirikutsipika mhepo dzevafi.
-
Isu vana wasu tinofanirwa kuisa kachirungu kuti zviendeke
-
Well done mambo
-
Zvimadhara zvakapata izvi😂😂😂😂
-
👏👏👏