BANGA Rataudza iri Dare ra Chief MutasaKaranganda TV

Published 2024-08-04

All Comments (21)
  • @MalcomChoga
    Chief Mutasa, I like the way you give your people time to explain without interrupting them or cutting them off. Thank you
  • @ssam1430
    Pari pa quality ye sound ne video Karamganda has NO competition, ndapota musanripikise đŸ˜Šâ€
  • Mambo Mutasaaa to the fullest i rate him 100/100 uyu ndiye mutongi manje ❀❀❀❀ long live Mambo mumbogadzirisa matunhu
  • Kutsanangura zvenyu lo lo muchidzidzisa vanhu venyu mambo muchivatambidza futi mhosva dzavo munhu achinyatsoona paakarasika zvisina hondo. Salute Mtasa
  • @saulmhoka8907
    Tikawana Madzimambo 10 akadai munyika haaaa inoswatuka,,,, long life Shumba Chikara Mutasa ❀❀
  • @A_JM585
    proudly Mai Mutasa 💃💃Baba ,vanotonga pafeya
  • Pane ane Number dzaChief Mtasa here, ndinoda kuvatengera kapfuko kekunyautsa pahuro kekutenda kutonga kwavari kuita mhosva idzi. He is the best.
  • @otilliafireyi
    Hello baba Taps next time musadzokera henyu kuya kwamunotivharira comment section. Pamberi namambo Mutasa.kkkkkk
  • @mrsmunaks
    Zvinoita se zviri funny kana vachitaura baba Ava 😂😂😂 but it’s sad Shuwa
  • @maimunya_Zim
    VANHU VAMWARI PUMUSOROI NDIRI MUKOMANA ANE MAKORE 16 NDINO ACTOR MACOMEDY NDIRI MUKADZI NDOKUMBIRAWO MUNDISAPOTEWO channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy please Ndokumbirawo anhuwee Ndatouyawo Kuno Kuti mundibatsirewo anhuwee musandisiyawoba please Ndokumbirawo anhuwe
  • Proudly kuwa Mwana weShumba. Ndinokudai wana shumba munondigonera zvangu mambo mutasa. Kingsolomon of our days. 1 mambo ane wisdom.❀
  • Tirikufunda. Ndiko wanhu wadzidze kwete kundoti zvaitwa. I like this Mambo honestly.
  • @collenm8242
    I'm happy to see the cheaf Mtasa's coat building in progress ❀
  • Kutonga ne Justice ,karanganda tv thank you nekuenda kunzvimbo ye manica brij izvezvi tiri kuona vanhu vekumba waal zvinodakadza izvi .atishori pakadai.❀đŸ˜