ARIKURAMBA JUDJEMENT
Published 2024-08-06
All Comments (21)
-
Yeeeeeeeee nhasi ndawanawo nzvimbo musofa regai nditi dheshe rese❤❤❤
-
DSTV HAAA YATOSARA PASI U TUBE NE TIKTOK DHESHE
-
Uuuummm Mthasa chakafunda ichiii
-
Anhu woyee muganu washupa akiti woyee
-
Hall iyo ndeyenyu hr mambo, zvinokudzwa shuwa murikugona chaiko
-
Mambo akadzidza hake uyu ane uchengeri hwake unodadisa
-
Chief chimboongororai ishe Samanga cy vanhu vekwa ishe Samanga vachingouya kudare
-
👏👏👏
-
Tichambobva kwaPoster Mbiri taKawa Chief Mutàsa
-
nyaya yaGucci yashaya wait ,nepamusana peFence yakaiswa namudhara wawo fence symbolise muganhu !
-
Imba ichatongerwa mhosva here irikusimuka kumashure uko?
-
Kkkkkkkkkkkk idziwo idzi dzekuti pakarohwa munhu mungotiiwo nazvo
-
Musasvika kuna Mutasa nedzungu
-
Chief vanozviva ma subjects avo zvinondifadza
-
😮
-
Ndripa number 4 even kuchikoro
-
Zvedu isu takagara paformer farm with real contours, hapana kana pekuenda kwemumwe
-
Waiyepo🔥
-
MATIWURAYA NGEZVIMA 17MINTS
-
Chief Mutasa was sent by the gods