Akasv*rirwa Mukadzi Zvinopisa Tsitsi, Kwakutema Tema Chikomba neBhodhoro / Dare raMambo Makoni

19,838
0
2024-05-18に共有

コメント (21)
  • @geeteee1301
    Zigo true kupenga hakuridzirwe Bero. The vulgar language I hear from the chiefs. Nyaya dzacho it’s like people are only thinking about sex . Zim yaparara vanhu vazhinji vave kupenga. Thanks zigo for enlightening us on what’s happening in Zim
  • @dogmanman4413
    Chief ava kutonga havagoni chavanogona kungotaura zvinyadzi chete
  • @UncleO001.
    The best chief in zimbabwe is chief mutasa he is very analytical, critical and patient enough to get to the bottom of the issue at hand . Vamwe ma chief ese vanoita drama . Chief bushu is good also but pane paanombopa judgement dzine bribery mukati . Then the worst is chief seke he needs some lessons from Mutasa or Bushu
  • @TanyaMuridzo
    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chief ava vanengeo hure coz zvavaita kaaa kkkkkkkk vamasango mobatsira mahara here 😔
  • Saka tezvara vachabvunza pfuma kunani apa .Mambo imi tipindurei . Ahurigwa nemunhu waakachengata .Bva rusape vanhu vanongohura hura zve kkkkk hakuna mutemo mukupembedza mahure
  • Havana kutonga nyaya iyi zvakanaka apa nokuti sure kana ukagara nemukadzi more than 24hrs ave mukadzi saka mukutiiko apo
  • But it's very fun how can tradition laws change ? to new laws.tradition can't change to new .mmmm that court you can even tell the way it appears that it is indeed a magistrate Court not traditional court..if tradition changes to new theirfo it means it's no longer Tradition.How can tradition food change to new mmmmmm
  • Chief makoni pa zimbamb yose anomutongero wake wega.. Varikupromota chihure. Zvisingaite...promoting chihure..others kudanana nemukadzi anogara anemumwe mrume chi here chiri pachena chikomba chinoripa but izvi zva chief makoni aaaaaiwa varikukundikana kotonga chaiko.ivo ihure chief makoni vane mbiri yekunyenga vakadzi vevanhu vachiti hauna kubvisirwa mombe
  • @JonnyRamusy
    Chief ava iduzvi rebenzi ava ava ano supportr chihure nd zvinyadzi too much nxaaaaaaa
  • Chibaba ichi hachigoni kutonga varikuchii kumwe kumadare tinonzwa vachiti ukagara nemukadzi 3mths matova murume nemukadzi
  • @it3788
    Chief makoni ndovanoimbwa ne song iyi kupengahakuridzirwe bhera zvinyadzindozvakechief makoni😂😂🎉😢
  • This "Changamire" is clueless, I feel for the the people of his jurisdiction. He is taking reference to the new law kuti lobola is now optional then went on to make judgement using the old law
  • This new merriage act it's not traditional,,,why issuing certificate. Tradition has got nothing to do with certificate Chiefs they must run traditional courts without certificates . only at magistrate courts can mention about certificate..so traditional courts by this new Act they're captured they musn't have those powers to run as magistrate courts
  • Mambo manyepa kutonga, dai mukadzi uyu akafira mumaoko emurume uyu maimutongasei
  • Uyu munhu ngaaende padare riripamberi please imbwa inonzi Makoni iyi haina chainotonga irikuita ma drugs chinotouya chakarohwa nemusombodhiya chimbwa mupengo ichi😢😢😢😢😢😢😢😢😢
  • Mkwasha aneka problem. 15 years asina muroora. Nyangwe kushaya kwacho, ummm.