Ngapa shande plan B π³Spouse visa
16,475
Published 2024-07-21
All Comments (21)
-
Vanhu Vamwari, Pamusoroi Ndirimukomana ane makore 16 Ndino Actor maComedy ndiri mukadzi, Ndokumbirawo mundi supporteiwoo Channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy, please Ndokumbirawo anhuwee musandisiyawoba Ndauyawo Kuno Kuti mundizivewo Ndikasauya hapana anondizivawo Ndokumbirawo anhuwee musandisiyawoba
-
Iyi team iyi hayiii bodoβ€
-
Ka family kanondigonera mhani aka,ndichatokukokai kwangu mundiitire plan B iyoyo ππππkkkkkk
-
Iyi collabo iyi iri deadly πππ
-
Mai sauto ndiye rombeππ
-
#Handbag family muriko here??ππ our best comedy combo
-
Murume anoda kuenda UK uyu matoroorwa Mai Sautiπ π π
-
Haazi uk kurikudiwa marombe zvinhu zvacho umm combination fire
-
Mai vhai vanonakidza then mai chihwa haaa unopera strong kkkkk
-
Iye bamudiki wacho haaone family yacho here al long wakatombokanda shoko mumusha mavowazvivharira πππππ
-
Mai vhaika ππ anzi une ma hoo hoo uyu
-
Mama Vee
-
Rombe remumusha ndimai saiti here veduweee
-
ππππagh Mutare ine basa guru,this combinationππππ
-
Imi woye, zvinhu zvacho ka.... ahyas ndosaka ndichiramba kubeliever anoti anondida coz kufunga kuti kutaimirwa spousal visa
-
Kkkkk sando Kuna mai chihwa nemasocksππ
-
Kutongoona notification nekumhanya
-
Asi vanhukaa ππππ
-
Ende futiπππ
-
πππfirst like before watching