MHONDORO MUBAIRA...........VANA VECHIKORO DHUMADHUMA NEVAROYI UMWE HAACHATAURE
27,860
Publicado 2024-07-16
Todos los comentarios (21)
-
Mwana ndevawo here,mai awa kushaya hanya nemwana kwawo,kurowa bembera kuti mwana aona tsono.Kukuwadzisa mwana vabereki nedzungu
-
Mai yakanyatsokwana here iyi. Mwana ndewavo here kana ndewemurume
-
Inoita kuti musekerere here nyaya yamurikutaura iyi kutoita kasmile muchitaura nyaya inotyisa kudaro mukwane imi dziri right right here upstairs makutopenga Mai imi
-
Mai iyi inenge ine same syndicate nevaroyi avo😮😮😮😮
-
Huuummm kuvatuka hedu asi vakatidzimaidzwa mai jose avo 😢😢😢
-
Vanhu vakakwana chaivo. Pavakaona jira rine mazita ne tsono vaidai vakatodzifambira. Vabereki vakadai unofa vakatarisa.
-
Mai ava vanoroya nevaroi vacho
-
Mai ava vanongoda kuitirwa basa na jose hw cme unoshaya hanya nemwana hanzi ndakaona arimubhara
-
My brother Andrew murirudadiso love you ❤❤
-
Mai avovabvunzisei mushe mushe vanotaura zvakanaka avangatauri kt vakaonamwana achitakurwa nebhara kwakutadzakuvhundukawo
-
Mai ava vakutaura kunge mwana asiri wavo kushaya hanya ne mwana kudaro
-
Asi mhuri iyika l died to the dead kuita relax kudero vashaiwa mwana kubva kuseni kusvika husiku aaaaaaah
-
Mhepo yevaroyi ivavo ndiyo inotoita kt vabereki vemwana uyu vasasimudza musoro.asi vachenjere kt mwana wavo anogona kufa chokwadi.midzimu yake yakatosimba dai yaive mitete haaa vachitotaura zvimwe
-
Uummm mai ava vakabvanyanguka havana moyo wekubereka iiii
-
Vanopenga mai ava saka hamuna bsa nemwana
-
Amai ava i suspect seiko kushaya hanya..uye marondedzero awo kuratidza kungwarisa plus vanogoshaya hanya sei
-
Imbosvikai paMiracle Paul apo mwana awane betsero, kana kwaProphet Kuda. Mwari vanehanya nesu. Indisai Mwana kumaprophet ayo. Tangai kwaProphet Miracle mwana adzikinurwe
-
😂mai ava vakadzungaira vakamama pfugwa vachisiya dhodhi mumusoro
-
Haasi mwana wavo hakuna zvakadaro kana uri mai ahh ndatya
-
Endesai mwana uyo kwasekuru Kanengo vanomudhonza rurimi akadzoserwa rurimi mukqti iuti qsataure zvaakaona