MHONDORO MUBAIRA...........VANA VECHIKORO DHUMADHUMA NEVAROYI UMWE HAACHATAURE

27,860
0
Published 2024-07-16
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT    / @magicaltvafrica  

All Comments (21)
  • Mwana ndevawo here,mai awa kushaya hanya nemwana kwawo,kurowa bembera kuti mwana aona tsono.Kukuwadzisa mwana vabereki nedzungu
  • @user-wk1vo8ss5d
    Mai yakanyatsokwana here iyi. Mwana ndewavo here kana ndewemurume
  • @user-qu5ly1qw7r
    Inoita kuti musekerere here nyaya yamurikutaura iyi kutoita kasmile muchitaura nyaya inotyisa kudaro mukwane imi dziri right right here upstairs makutopenga Mai imi
  • @paulmapfunde
    Mai iyi inenge ine same syndicate nevaroyi avo😮😮😮😮
  • @user-qq4eo8cg6q
    Huuummm kuvatuka hedu asi vakatidzimaidzwa mai jose avo 😢😢😢
  • @Madzimai-v1h
    Vanhu vakakwana chaivo. Pavakaona jira rine mazita ne tsono vaidai vakatodzifambira. Vabereki vakadai unofa vakatarisa.
  • Mai ava vanongoda kuitirwa basa na jose hw cme unoshaya hanya nemwana hanzi ndakaona arimubhara
  • @emmahbulazi
    My brother Andrew murirudadiso love you ❤❤
  • Mai avovabvunzisei mushe mushe vanotaura zvakanaka avangatauri kt vakaonamwana achitakurwa nebhara kwakutadzakuvhundukawo
  • Asi mhuri iyika l died to the dead kuita relax kudero vashaiwa mwana kubva kuseni kusvika husiku aaaaaaah
  • @TindoMadzama
    Mhepo yevaroyi ivavo ndiyo inotoita kt vabereki vemwana uyu vasasimudza musoro.asi vachenjere kt mwana wavo anogona kufa chokwadi.midzimu yake yakatosimba dai yaive mitete haaa vachitotaura zvimwe
  • @rasobiyahman
    Amai ava i suspect seiko kushaya hanya..uye marondedzero awo kuratidza kungwarisa plus vanogoshaya hanya sei
  • @Ben-er4de
    Imbosvikai paMiracle Paul apo mwana awane betsero, kana kwaProphet Kuda. Mwari vanehanya nesu. Indisai Mwana kumaprophet ayo. Tangai kwaProphet Miracle mwana adzikinurwe
  • @user-bm6uu8qs4b
    Endesai mwana uyo kwasekuru Kanengo vanomudhonza rurimi akadzoserwa rurimi mukqti iuti qsataure zvaakaona