UZUMBA: Mugabe Ounzwa Kudare Mushure Mekumitisa Mwana Ari Pachikoro

14,213
0
2024-07-11に共有
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

コメント (21)
  • @JerryNcube
    Baba ava vakumbira kubatsirwa asi vavakutongesewa haaaa benzi chief
  • Dzimwe nyaya musaendese kwamambo dzipedzei mega kana zvaramba zvaramba life goes on
  • Baba vekumitisirwa mwana vanogona akutaura. Uye zve vakumbira kuda kubatsirwa nedare ra Mambo vakazvirereka. Havasi kupengereka ba.
  • @Ray-jv1oo
    Chief hapana zvinozivikanwa ngavatore ma notes kuna chief nyamaropa, bushu ,mutasa,chinhamhora,
  • Hapana zvinozikanwa apa , ndi Mambo here avo ,,,,, haagoni kururamisa nekugadzirisa chief uyu ,,,, zvinoda vana chief Mutasa ,, Bushu ,Nyamaropa izvi vanoziva hunhu nechivanhu
  • It's the headline for me its Eye catching 😂😂😂
  • @JerryNcube
    Ndovanzwira tsitsi mdara wangu ngavatore mwana wavo vasiyane namambo benzi
  • Mambo Kana musaita matonga Nyaya bvunzai wo vamwe Mukwasha uyo atorerutsirwa regai Baba vataure pfuma yavo anoda kuti tezvara abvunze kuti wakasingirweyi iye Arova mwana wavo TONGAI MUSHE ITSOTSI IRO KURAMBANA KANA KUSARAMBANA TEZVARA NGAVAPIWE PFUMA YAVO MOZOONA ZVEMBERI TSOTSI IRO CHANGAMIRE TARIRAI KUTI MUNHU ANE CHOKWADI HERE ASI PFUMA YAVO NGAVAPIWE
  • @Ray-jv1oo
    Chief munofanira kuona vamwe vachitonga vanhu kana vauya kudare vachida rubatsiro batsirai vanhu nemazvo. Musatore divi. Gatsirisai list iro dai ariwenyu anzarwo mainzwa sei. Please help that man.
  • Baba ava is right musikana mudiki kuti azive zvekuita ko murikutongeserei vatezvara. Vedare matengwa ava aah.
  • @JulietRuze
    Aah Chief hamusati makunyatsogona kutonga,ndanyara
  • Itayi mushe kwanayi chief, munhu akumbira kwamuri kubva pekutanga , saka mave kumutongesa