"Kutengesa macookies"
152,658
Published 2017-12-04
Please follow the link and kindly support Bustop TV www.gofundme.com/BustoptvNews
All Comments (21)
-
Haa vasangana apo anhuwoyeee Aaaayaas mhayiweee ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
-
Im proud of my Tyra you talented my sis You goood shame
-
I really enjoy watching thiz guys kkkkk munodiwa Gonyeti naMadam boss kkkkkkk
-
Combination iyi ine nharo 😂😂😂😂😂😂😂😂
-
Haaa well done munogona vakadzi imi.Maggie kkkk watora mukombe
-
😂😂😂😂😂😂😂 I love this combination 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
-
Zvikadzi izvi zvinotipa kuti tilise mapoto kkkkkk ayaaa
-
im seeing your comedy scrips being recognized more than before in this new era ... rambai makashinga
-
kutengesa nyiniiiiiii yoooo you women im proud of you
-
iiiiii maggie akafita neuniform......lol
-
Gonyeti advice manje❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
-
Anonyima sababa wake l love you guys
-
Kwaaaa ladies mogona well done
-
mobvepiko imi mongoti yoninini kuenda mberi nelife hakudi kutarisa kuti vanhu vanotiiii GONYETI goood neadvice yako
-
Kkkkkkkk haaa Maggie uniform ye primary yakakufita kkkkkk
-
😂😂 anonyima mwana wako kuita kunge landroad wko🤔 ma landroad muriko hre 😂
-
hanzi uchidya haadi noise😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
-
Maggie kunyima kunge baba wake 😂😂😂😂
-
YONINI YEKERA WOW LOVE U MADAM BOSSS
-
makumberi team God bless you all kkkkkk