@HeadmanChigodora Urwere

Published 2024-08-03
Urwere

All Comments (21)
  • Wonzwa mumwe achiti madzimambo arikutenga n'anga imi vanhu tiriku tambudzika kna zvisati zvakuwira azvireve kt azviko vanhu varikushereketa
  • πŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰ Headman Chigodora woyeeeeeπŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰ alongside 2 maporofita avo
  • Solomon of nowadays. Our favourite headman πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯
  • Ndachema ndarwadziwa nepasvitswa murume uyu mushure mezvese zvakanaka zvaakaitira vabereki nema sibilings ake nerudo rwekusimudzira dzidza re kwavo. Asi nhasi oitwa kanyama kudai hazvina mhosva 😒 lt is well Mwari vanoona. Ende ndafarira kutonga kwa Headman Chigodora vane wisdom kubva kuna Mwari . Pamberi nemi Headman Chigodora ne team renyu πŸŽ‰πŸŽ‰πŸŽ‰β€β€β€β€πŸ”¨πŸ”¨πŸ”¨πŸ”¨πŸ”¨
  • @ShondaOz86
    Headman ndovadira kut havarambe kuti huroyi nehushereketwa nevaroyi zviriko.Vanozviramba its either ndovanozviita or havasat vasangana nazvo.
  • Amavuko amavuko kini lonke elibukele ukuthoniswa kwamacala ko Headman Chigodora watching from here kwabBulawayo
  • Headman you are always on point and rudo rwenyu rwakakosha. Dai tikaita vanhu vakaita semi vashanu chete nyika inoswatanuka
  • Pakashata munhu mnhu nehunhu hwake godo ndorinonetsa muvanhu ruvengo kuvenga nemwana wawakabara
  • Kungoti zvako Headman Chigodora muri Kure ndimi wandaida kuti mutongevo nyaya yangu
  • Headman help plz murume arikurwadziwa uyo zvekuti vanhu varimudare mukaita $1 /$1 inokwana $200 murume abatsirwe uyo
  • @ganyaz
    murwere ngaaende kwaSekuru Tasvu ndapota musapedze nguwa plzzzz